Musvorologist prophet Casper Bonga kekekekeke seka hako wasu. Ndozvinoitwa Grace not kutipedzera nguva kungotenderera semweya wetsvina. Thank you so much. Zvimaprophet zvenyu izvi puuu posi dhodho endai mega kuzvimachurch zvacho.

Comments : That team supporting Casper Bonga and calling him Man of God and one is calling him Apostle and feeling blessed 😂😂😂

Kekekekekekeke chiprophet chenyu chiya Casper Bonga in club . Dziri kutetena finance yemarema . Worshipping God in churches has since lost value in Africa. Zvakutonyadzisa kuzi uri kuenda kuchurch kwazara vatumwa vasatan 😂😂😂😂.

That mutumwa wadhiyabhurosi Casper Bonga .Zvimaprophet zvenyu kekekekekeke seka hako wasu. Prophet wezvidhoma nemabonga if you ask me. Pane mapenzi ari kutogeza mwiri woti tomuona tabva kuchurch kwedumwa irori 😂😂😂😂. MaZimbabweans akangongwarira musvo zvimwe zvese dai makudo achitaura they would think and behave far much better. Check macomments emabootlickers aro benzi iri unozwa tsitsi. Pane angaitawo app number yembwa iyi ere fellow Zimbabweans ndiipe size rinotamba nezita raMwari. I can see yakajaidzwa kupinda negejo muchurch. Ko Grace tipeika musvo yacho etc. Sei kungotenderera seshayi rechihule.

VIDEO 1 : Clubing

VIDEO 2 : Cursing

VIDEO 3