Takabva neko kumhunga hakuna ipwa. Chinongochinja icolour yemagaro akwaturwa . Kusvikira taakuti Gun is in it

[19/08, 1:48 pm] Cover D06: ?honaiwo henyu kuita here uku mwari dai vapindira

[19/08, 2:29 pm] Sisi Vee: Hey hanzvadzi thank you so much. Regai warohwe ndiko kuti vavhurike meso vaziye kuti zanu ngeyeropa kubangotsiura regai vakinditswe ndokuti vasafurirwe by chamisa and biti kudenha mago vasina defence mechanism . Vanhu vepi vasingafungi vasingafundi. Asingaziyi maitiro ezanu mukore uno is a fool . Vakubongomera mhere but aita zvinorovesa achiziya . Kusvikira vaakuziya kuti zanu mademon ndopavachafunda kuti mademon should be approached only with weapons of destruction.

[19/08, 2:30 pm] Sisi Vee: We dont need Mwari we need kupindura isusu with new tactics kubvisa muvengi

[19/08, 2:31 pm] Sisi Vee: …and God will do the rest

[19/08, 2:32 pm] Cover D06: Ues true taurai zvenyu sisi vee zvakaoma vanhu kusanzwa

[19/08, 2:43 pm] Sisi Vee: Ehe ndikatsiura vari kunditi ndiri muzanu.Umwe zuro kutondishaudha hazi you think you know everything. So pachawo. Maybe vachazwa kurohwa since vasingazwi mazwi

[19/08, 3:07 pm] Cover D06: Munhu anonetsa tete the problem ndeyekuti varikufunga kuti vakashandisa maways ivayo madhara aya anobva kwete hazvoshande vatikukwatira mahara manje kusatonzwa nekupusa ini handiite zvakaora kudaro i better stay home with my wife and kids pane kuswero tumwa kundomhanya mutown akutuma vacho anosara ari safe ive vasunga nemhondi idzi

[19/08, 3:27 pm] Sisi Vee: Way to go dont get involved ehe. Chinongichinja icolour yemagaro akwaturwa .Very well said hanzvadzi. They are brainwashed they they everything that a politician say is right and correct so they would rather listen to their politicians than vari kuvavhura madziso. Zvakaoma hanzvadzi

[19/08, 3:30 pm] Cover D06: Zvakaoma sister vee vanhu kutadza kutsvaga mari kuti vana vagute vanhu chii nhai atete kkkkkkkkk ndazoseka manje vanhu kupusa so ka ndakazvishaya kuti chii kunge pfungwa dzakaroiwa kkk

[19/08, 5:05 pm] Sisi Vee: Kekekekekeke muroyi wacho ndofunga akafa.

[19/08, 5:06 pm] Cover D06: Kkkkkk ehe akafa sisi coz vanhu runzii vasingamuke nhai kkkkkk kana kuti nditi kushaya chikoro hameno kkk

[19/08, 5:11 pm] Sisi Vee: Aiwa hazvidi chikoro izvi ibrainwashing chaiyo and their learned ones are brainwashed too kekekeke

[19/08, 5:11 pm] Cover D06: Hahahaha taurai zvenyu sisi kumwe ndoona kunge kutopenga chaiko nechavanovana hapana kkkkk

[19/08, 5:13 pm] Sisi Vee: Kutopenga too ehe kekekekeke

[19/08, 5:13 pm] Cover D06: Nokuti hazvina kana pfungwa izvi mufunge

[19/08, 5:14 pm] Sisi Vee: Not at all. Am sure arakashwa uyo is regretting

[19/08, 5:15 pm] Cover D06: Hahahahahaha kuchema sechindumurwa murume mukuru kudaro

[19/08, 5:18 pm] Sisi Vee: Kekekekekekekeke seka hako wasu . Ngavabvunze isusu tinoziya mazanu in and out.

[19/08, 5:19 pm] Cover D06: Kkkk taurai zvenyu ivo havaone here kuti zanu keayakabvirira vanofunga kuti inochinja here kkkk

VIDEO