VIDEO

” Shame. Have no idea of what happened in their marriage or musvo relationship.At least have the decency to let her go in a dignified manner moreso in a foreign land .Vaidanana kana worambana wotoshaya kuti was it even so called love yakavabatanidza in the first place or they were joined by the love of musvo . Hapeno idi ibasa chairo marriage idzi. Pamwe mukadzi cheated , pamwe murume cheated. Pamwe this man akatoenda kudiaspora nevisa remukadzi or pamwe mukadzi ndiye akaenda nevisa remurume akucheater. Pamwe murume wakutodanana nemungezi achisema wekwake typical of black men. Akaona mukadzi wemungezi anobva afunga kuti aona Mwari. Inferiority complex yacho yakaoma . No wonder why anhu atema tisikabudiriri world wide. Zviri kwese even black men ‘from’ Britain and America etc they stoop so low kuakadzi echingezi. Anobatwa semazai akadzi echingezi , their own black women vanobata rough. They brag zvekuti kuvhaira kuti vari kudanana nemungezi kekekekeke seka hako wasu. Many top of the range arume echitema go for akadzi echingezi .With white men it’s the opposite . Many top of the range arume echingezi go for their white women. Arume echingezi epasi usually ndiwo anodanana neakadzi echitema. Hapeno idi. Mofamba zvakanaka my sister if you are not kambwa kezanu . Kana muri muzanu bva please proceed to Zanumbabwe kunogarika zvekuti kudarika kudiaspora.” Said sisi Vee