SHARE

VThe woman was shot during the stay away and then said to have died and later for her to say she was alive

iVideo 1: Shot during stay away protest

Video : 2 Ginya .I am alive

 

Patricia uya wekuzi afa akutoita zveginya kekekekeke chibharanzi chaicho. Looks like akutoda public relations manager

[18/01, 4:34 pm] Sisi Vee: Hi thank you so much. Maita basa shuwa. Ko zvaanenge ane pfungwa dzechizanu. Ndiri kutoshaya kuti arwadziwa naye ndiani. From the look of it I dont think the person who claimed to have filmed her lied as such. Looks like he/she heard someone akangoti pamwe ishuwa

[18/01, 4:34 pm] Sisi Vee: Ko akutoita zveginya

[18/01, 4:35 pm] Cover C0a1vo: 🤣🤣🤣🤣🤣ndatosekawo kwaaaa angagwadziwa naye ndianizve kkkk

[18/01, 4:36 pm] Cover C0a1vo: Matauriro ake haasi ekuti ti sympatise naye kuita searikutodada

[18/01, 4:40 pm] Sisi Vee: Kekekekeke ehe ari kutoshaina haana kukwana who is she kabiaswo zvake angarwadziwe naye imhuri yake not isusu takutorega kubatikana naye kekekeke maybe dai akafa zvaitotizorodzawo kumuseka kekekeke kutovhaira nechihospital ichocho chisina kana nei kunga atengwa kuti ataure nonsense

[18/01, 4:43 pm] Cover C0a1vo: Nhai nhai. Ariumwe dai atodzikama oto appealer for assistance achiti im alive but i still need chakati cz obviously mari yema drugs etc haana anotomirira ma donations. Hino iye ototi heee musarwadziwa neni aikaka. Zvakaoma

[18/01, 4:46 pm] Sisi Vee: Kekekekekeke nhai zvenyu imi. Kupata zvakunoita