SHARE

“This woman in video anonzi Loma Mareesa ari kuti ari kutorerwa murume nekamusikana kanonzi Vimbai Felly Madiye.
The husband hanzi anonzi Abel Zvogbo.
But manje digging deeper we have realised kuti this Loma woman atori small house and the wife of Abel once complained about her in 2016.
Saka apa maSmall house ari kurwira murume wemunhu” Said a source to musvozimbabwe.

VIDEO