“Kekekekeke seka wako wasu. Zvinonetsa munozvida fani. Why not buy from SA ko kuAfrica hakuna maleather sofas here. Shuwa vanhu munoita BP because of leather sofa apa nyika isewage.No wonder nyika dzedu dziri sewage. Ngezvepasi pano izvi kekekekekeke. If you had shipped books or clothes , stuff for the underpriviledged I would have helped you to name and shame etc. Izvozvi Good Samaritan unoita up and down Zimbabwe helping our needy children hamumupi kana cent imi muri busy pangu pangu kungofunga zvenyu no wonder muchibirwa.
Shipper please donate the stuff to Chinyaradzo children’s home or Mutemwa leprosy centre. Thank you for your kindness “Said sisi Vee

VIDEO