SHARE

To musvozimbabwe “This happened today Eastgate
Cnr 2nd .Asi hapasisina marobots anoshanda kani or it’s the same old type of pedestrians vanoita mapitse nemota muroad. It’s not only children who do that. I see many adults doing that too including my friend andakazoti one day uchaita mistake wodonha pamberi pemota. Uone chaanenge achimhanyira….just to cross the road kuti asvike to the other side kusangoda kumira for a short while.”

VIDEO