SHARE

 

Images and video :

*Sent to musvozimbabwe*

“Pane mu Cnumber apfuura change money izvezvi mutown
Atofa.
Cnr Kwame Na first
Zvakaoma hanzi vanenge vanga vachiita operation yekubata ma change money pa Zimex mall.
Sovanhu vaona anepfuti vakutanga kumumhanyisa vachimurova so for self defense abva apfuura one
Apfuurwa wacho munhuwo zvake anotogeza Mota dzevanhu muparking angobatanidzirwawo.
Apa 3 warning shots but varamba vachimurova vachimutema nematombo. You know how these vendors act”

Hapeno chimboitai. Yesterday I shared a very good post about stress management.

——

Regarding the shooting

*Sent to musvozimbabwe*

” It’s a C10. The guy was trying to park and he had an ED scarf. He was told pano hapaparki vanhu veZANU then they started attacking him then he fired 3 warning shots then he shot one of the guys washing cars .
Close range in the head shaa and there was a girl walking by who also got shot in the hand”

” Makunetserana nyaya dzemascarf avo too neparking ….who said pfeerorists should not park mutown kana kwanga kusiri kuambira the thug apa hauna pfuti . They are not called thugs for nothing . You will never win the war against zanupf on your own or disorderly . Kuti huyai ku44 squad so we discuss kuti toita sei hamudi basa kuda kungoita mabehaviour echikudo zvisina order. They shoot they have the guns iwe unei . Matoda hondo navo you need guns too or dont fight them unarmed unefa and haasungwi futi mupfeerorist..common sense.. chinjai mafungiro or just live your lives peacefully with the thugs to save your lives from their bullets and wait for chiwenga and mnangagwa to die. Kana mada hondo navo you need arms of war not arms of your body 🤢 ” Said sisi Vee.

—-

*Sent to musvozimbabwe*

Hapenowo kamuhule kamupfeeroristess kezanu kanyora in quotes kekekekekeke seka hako wasu twapuhwa size which is really good I think but let’s be ordely akomana tirwise imbwa dzezanu zviri organised .Zvinoda kurongerwa not kungoita chamuka inyama .Zvimapfeerorist izvi pasi nazvo zvese ndozvaita titambure nyika iore. Makorokoza mazhinji mapfeerorist amnangagwa anofamba nepfuti. Zvinoda arms of war not arms of our body zvimbwa zvezanu izvi.

If anyone has the details of RIP please let me know ndibatewo maoko kumagamba whatever they were doing vafira muhondo yekurwisa imbwa dzezanu 😭😭” Said sisi Vee

” We were parked at QV, inini and my best friend, her brother and his girlfriend. My best friend and her brother vabva vaenda muDeeds office, tikasara mumota nemuskana wake takavamirira. Takagara bvapauya vamwe baba vakatanga kupopota vachiti makaisirei scuff yaED pabonnet yemota. Ndobva muskana angaarikumberi abvisa flag iya akati soriyi. I called my friend ndikamuti udza brother yako auye abvise mota pano pakutyisa. Varume ava vatanga kutema mota nematombo tirimo, vanga vachiti muridzi wemota ndeweZanu because of the scuff so nesuwo tanzi tiri hama dzake so tirimbavha dzezanu. This guy paauya achida kubvisa mota vabva vati naye, vachimutema nzvidhinha. Inini ndazvambaradzwa nhasi ndachema ndichibvunza kuti ndatadzei all they were saying is mahure amunangagwa.
Vatanga kutema mukomana uyu nezvidhinha, they thought he works at ZANU PF. Abva azoburitsa pfuti ndobva aridzira mudenga achiti ndisiyeyi. These guys vabva vadisperser for a second, then vadzoka vawanda vachiti ngaauraiwe atiridzira pfuti munhu weZanu. Vauya nezvidhinha vachimuvinga inini ndandichirohwa ndirikwangu musikana wake achirohwawo nevamwe, azoda kutiza vakamudzingirira ndokwazopfuurwa munhu arikunzi afa. This guy owns a mine in kadoma his gun was for protection anofamba nemari dzimwe nguva. Dai pasina kuuya mapurisa atibatisra dai ndafa because the people wanted to burn the car tirimo…”

VIDEO 1

VIDEO 2