SHARE

“Mukadzi uyu anonzi emmah chinembiri wekumhondoro akaroorwa naHenry Kambiro kwamutare vese vari kucapetown . Emmah anetsa nenyaya yekutumira musvo kuvarume vevanhu asi murume wacho anozvitaurira ega kuti vari pachirongwa chemushonga we mukondombera”