Hi  I am searching

Kaziwai sisi Vee

Sisi ini handina kuroorwa asi ndine mwana hwani, musikana akukwanisa 4 years. Ndiri muno muHarare kuDzivarasekwa kwandoshanda.
Ndokumbirawo kungosanganiswa ne shamwari yechikomana . Vanenge vada nezvangu movapa e-mail yangu.
Vanotuka neku judge vamwe ndezvavo izvo, asi ini ndozvandiri.
Ma pasuru anhu aya: