Military now on road blocks

[19/11 9:23 pm] grp2: kushandiswa nembwa dzezanu

[23/11 4:37 pm] grp2: hie sis vee now pamaroadblok paane millitary police l saw it today on seke road

[23/11 5:28 pm] Sisi Vee: Hello muri sei .Thank you so much for update.I heard yesterday that they were asking for bribes too

[23/11 5:29 pm] Sisi Vee: Ndozvinoita march yemasoja

[23/11 5:53 pm] grp2: yaa ndatoshamiswa kuti saka vakutonga munhu wese muno

[23/11 5:59 pm] Sisi Vee: Ehe ndizvozvo chaizvo hanzvadzi .People gave them the power to do so , so they are now publicly above the people and not below the people .Handiti vanhu vakutofamba vachiti masoja akasunungura nyika…ndokusunungura kwacho ikoko

[23/11 6:05 pm] grp2: kkkkkkk

[23/11 6:06 pm] Sisi Vee: Kekekekeke