Update today

?? The drowning man Calisto was drunk with friends

Discussing the issue yesterday as sisi Vee vakaoneswa ngemweya

[10/11 9:47 pm] Gr5add 305: Sis makasimba here

[10/11 9:48 pm] Gr5add 305: Vanhu vari pavideo iyo can be arrested for second degree murder if only we can get the location yavo coz zvakafanana nekuti vauraya munhu apa

[10/11 9:54 pm] Sisi Vee: Ndakasimba hanzvadzi makasimba here …wondering kuti apinda sei mumvura …hakusi kudhakwa here

[10/11 9:57 pm] Gr5add 305: Even kuri kudhakwa and apinda ega as citizens tine obligetion yekubatsira vamwe

[10/11 10:03 pm] Sisi Vee: Uuuh but people can’t risk their lives for zvidhakwa zviri kuita mutambiro wakadaro hanzvadzi ….

[10/11 10:04 pm] Sisi Vee: Munhu haangasiiri mhuri yake irresponsible behaviour

[10/11 10:04 pm] Gr5add 305: Kkkkkk thats true hazvo

[10/11 10:04 pm] Sisi Vee: Kekekekeke

[10/11 10:05 pm] Gr5add 305: Hahahaha zvakaoma
——

Today discussing the issue

[11/11 6:09 am] Cover B0a90: Makasimba here sisi vee mukomana wekunyura mumvura akatofa mufunge vakatosimuka ne body yake on Thursday kuenda kuzim vanofanirwa vatosvika mambakwedza anhasi kuzim akatirwadzisa mufiro wake

[11/11 10:19 am] Sisi Vee: Ndakasimba makasimbawo .ko aiiteiko mumvura asi kudhakwa? Mune zita rake here

[11/11 10:41 am] Cover B0a90: Anonzi calisto surname andiizive vaive vakadhakwa nema friends ake vakaenda kunogocha kwaipisa zvokuti so akapindawo mumvura neumwe wake vachiita zvekupesana vachi swimmer

[11/11 10:43 am] Sisi Vee: Ok thank you so much …nezuro chaiye I suspected the same .maita basa .akarumwa hake nechokuchera ndozvinoita doro

[11/11 10:44 am] Cover B0a90: Ehe nesuwo akatibhowa dam ravaituhwina imika

[11/11 10:45 am] Cover B0a90: Rototyisa ariite plus vaitora video moziva vainge vakadhakwawo vachitoti tozovaratidza vabuda but lucky umwe waaive naye mumvura akazokasikirawo kunyukurwa but akatobudawo aneta nemvura

[11/11 10:50 am] Sisi Vee: Basa kudhakwa nekuita mabraai nyika ichifa sewage varume

[11/11 10:50 am] Sisi Vee: Kundoita mbiri yekuti ndine muzvambarara

[11/11 10:51 am] Cover B0a90: Taurai henyu sekuno kuJoni vakuita zvinogara zvakadaro vabereki vachifa nenzara

[11/11 10:51 am] Cover B0a90: Kkkkkkk mandisekesa

[11/11 10:51 am] Sisi Vee: Regai zvife saka kekekekekeke

[11/11 10:52 am] Cover B0a90: KKkk vanorwadzisa vasara kuchitsvagana nemari dzekuendesa chitunha kumba

[11/11 10:56 am] Sisi Vee: Taurai henyu apa basa kuita ubenzi pasina kana funeral policy zvinobhowa zvekuti

[11/11 10:57 am] Cover B0a90: True zvakaoma

———–

[10/11 6:45 pm] Gr2b54: Hello my sister hope you are good.mmm vid yemunhu anyura vanhu vakatarisa and busy taking videos instead of saving a soul yandirwadza mufunge.seriously how can people just stand there and watch munhu achimedzwa nemvura kudaro.kutonzwa voice remunhu anogona ku swimmer achitoti “nhasi handina kupfeka short mukati” like seriously,short manje .iri hama yake or mwana wake he wldnt have thot of a short,ncaa …..sisi ka if we zimbos dont change our attitude towards saving lives , zvokwadi zvokwadi how on earth can we save the nation……tazviona kuti magona kutora video …. zvatifadzei.imwe mhuri yarasikirwa and are mourning.

[10/11 8:54 pm] Sisi Vee: Evening hanzvadzi yea ndizvowo muri sei.Taurai henyu.Zimbabweans have turned into heartless creatures .I also realised that the 2 months I was there.Even those who go to church unoshaya kuti vanoenda kuchurch konamata Mwari ere or konamata satan.

We are never going to save the nation unless we save ourselves first from evilness….and I dont see us saving ourselves at all.

Nyika iya is now Devil’s paradise ….

Those who demand normal behaviour ndovaakutoonekwa semapenzi .Rest in peace Zimbabwe ….the devil has conquered.
———-

✍?[10/11 3:58 pm] Cover I0a31n: Sickened neVideo yevanhu vanotora video munhu achifira mumvura nhai veduwe…pane kuroya kunopfuura ipapo here sis Vee…ndrikudedera as im txtn this…any idea kut akazobuditswa ari mupenyu here??

[10/11 4:18 pm] Sisi Vee: Taurai henyu…humanity is all gone because of cell phones …no idea as yet but heard it’s Petersburg …People need to change attitudes …even in times of poverty it is still very possible to remain human …

[10/11 4:21 pm] Cover I0a31n: I surrender ini…humanity is lost zveshuwa..Nxa

[10/11 4:23 pm] Sisi Vee: The other day i was thinking some functions should be removed from cell phones…

[10/11 4:26 pm] Cover I0a31n: True!!! It just doesn’t make sense

[10/11 4:26 pm] Cover I0a31n: I’m so pained

[10/11 5:37 pm] Sisi Vee: Taurai henyu..zvinotopedza simba.

VIDEO