SHARE

In what seems to be a love triangle gone bad ,Doreen Chiwara Chatiza’s musvo has seen the light of day after it was leaked by one Blessing as claimed by Doreen.

Sisi Vee has not yet verified with Tween Mugava who is  Blessing Musakanyi ‘s girlfriend or with Blessing himself.However, in a discussion with sisi Vee Doreen has claimed that she was in an abusive marriage for fifteen years.Now the mother of two is taking care of her children while the ex husband is focusing on his girlfriend Tween .

The discussion with Doreen
———

[04/11 6:04 pm] Sisi Vee: A very good evening to you sisi Doreen.Muri sei henyu.It’s sisi Vee .I write stories.I received your musvo nude said to be you below.Just wanted to clarify if it’s really you .Your response will be greatly appreciated.

[04/11 6:12 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Wch Vee

[04/11 6:15 pm] Sisi Vee: Violet Makunike.I write stories

[04/11 6:21 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Wats yr story?

[04/11 6:22 pm] Sisi Vee: Is it you in that musvo nude image?

[04/11 6:23 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ok talk to yu when  am hme

[04/11 6:23 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Its me wat infomation do yu need
[04/11 6:23 pm]

[04/11 6:23 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Do yu speak Shona

[04/11 6:24 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ndigoku fowadhirai

[04/11 6:28 pm] Sisi Vee: Thank you so much sisi for being honest .Ehe ndinotaura nekunzwa Shona sisi.I just write faster in English and talk faster in Shona ….Just wanted to make sure kuti ndimi here .So ndomirira mandifowadhira ?

[04/11 6:33 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ok

[04/11 6:36 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Handisi kufamba cc

[04/11 6:36 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Talk of twn ndini

[04/11 6:36 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: He is my ex hubby cc we were together for 15 yrs

[04/11 6:37 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Nw we separated with some issues  ndikamutorera protection order  so akaona kuti akasender ari iye anosungwa akutuma gal friend yake

[04/11 6:40 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Last week aitumira boy friend yangu ma sms hanzi mai Sean vane aids ndikano tetwa naye zvikapera nw atanga zvemafotos

[04/11 6:40 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ndine stress dia  vana ndomuchengetera kana 2rands yake asi still anongoda kuramba achindirwadzisa

[04/11 6:47 pm] Sisi Vee: Am reading sisi ?

[04/11 6:57 pm] Sisi Vee: Ok

[04/11 7:27 pm] Sisi Vee: I have read sisi.So…your ex husband’s girlfriend Blessing shared your musvo..and the musvo was taken by your ex husband of 15 years …handiti?

[04/11 7:29 pm] Sisi Vee: What’s the name of ex hubby sisi?

[04/11 7:31 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: 5yrs bck ndichangobva kusunungu ka mwana kangu kadiki nw kave ne 5yrs

[04/11 7:31 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Blessing Musakanyi amu galfriend.Iye anonzi Tween Mugava

[04/11 7:32 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: But still i report the case to police coz patakarambana akambosendera same fotos to all my relatives and my  brother

[04/11 7:33 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: So ini ndokarepotera Blessing coz ndiye akange anawo plus kana achisendera hanzvadzi dzangu mapic akadaro anotadza nei kuisa ku fcbk coz nw ari kuti musikana wake ndiye amubira mapic

[04/11 7:34 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Vaitombondivhurira facebk accnt vachindituka   ku fcbk ndikamu bloker

[04/11 7:34 pm] Sisi Vee: Ok thank you sisi.zvakaoma.Ari kurwei iye ex ?

[04/11 7:34 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Takarambana muna May this year mushure mekundibaya nebanga

[04/11 7:34 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Vana chaivo haandipi kana cent  ndakagamuchira zvakadaro

[04/11 7:37 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Hameno cc  kuti anorwei coz mapurisa vakati munhu uyu ukaramba uchimusekerera anokuuraya coz zvaakaita its more than a murder chero musikana wacho anenge asinga fungewo cc kana uchinyengwa nemurume anoita zvakadaro ku mukadz i wake iye haana chii chake kana gore harisati rapera vari vese akatadza nei kuzvifunga kuti chero iye zvichamuwanawo one day

[04/11 7:38 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Aisachengeta vana vake kuzomudzinga kwandakamuita cc ndairarama hupenyu hunorwadza hamheno kuti vaTween vasiri vake achavachengeta here

[04/11 7:38 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ndakatoona kuti vese madofo

[04/11 7:39 pm] Sisi Vee: Manje udofo hwacho haudi kudaro.really bad

[04/11 7:39 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Life yakawoma asi neni ndadzidza chidzidzo chihombe frm there kana shungu ne marriage yakatobuda cc ndakuraramira vana vangu

[04/11 7:40 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Paaisvira 15 yrs aparatidza nyika

[04/11 7:41 pm] Sisi Vee: Imagine sisi.hey benzi chairo kana zvirizvo zvaari kuita. Munokwanisa kundipa number dzavo here sisi Tween naBlessing.

[04/11 8:28 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Yes but the thing mapurisa vakati vambomira kupihwa mibvunzo hobho kusvika Blessing asungwa first court iriko musi wa21

[04/11 8:30 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Nov so if pple ? them anongwara coz iye Blessing ari kungopenga neyekuti handisirini ndi tween akaba mafotos

[04/11 8:30 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: So court iri kuti zvese was in private so why did he give to second person  and wats the use yekuratidza musikana wake kana wats the use yekusendera my brothers

[04/11 8:30 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ko kana vana vakuda iye achavaona sei anotarisana sei nemhuri yekwaChatiza

[04/11 8:33 pm] Sisi Vee: Ok I understand sisi.Let me paste zvataura mumwe about you ati anoziya imimi muone

[04/11 8:33 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ok shoo cc

[04/11 8:34 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Pple bsy talking shit cc nzeve ndatovhara
————————————————–
[04/11 8:35 pm] Sisi Vee: Below sisi

?

[04/11 5:59 pm] Cover B42: Sis vee

[04/11 6:00 pm] Cover B42: Pane musikana ane nyaya yaitoka muno mu port Elizabeth. S.A

[04/11 6:01 pm] Cover B42: Anonzi doreen chatiza chiwara

[04/11 6:02 pm] Cover B42: Apa tinotomuti sis zvenyu

[04/11 6:02 pm] Cover B42: Anogara kuside reku Walmer

[04/11 6:02 pm] Sisi Vee: Shuwa ere .is she married?

[04/11 6:03 pm] Cover B42: She is in a relationship with kids

[04/11 6:05 pm] Sisi Vee: Sugar mummy?

[04/11 6:05 pm] Sisi Vee: Does she work

[04/11 6:06 pm] Cover B42: Akadanana nemurume wemunhu

[04/11 6:10 pm] Sisi Vee: Okaayy ndobva atumira murume wacho musvo?

[04/11 6:12 pm] Cover B42: Yes…then

[04/11 6:12 pm] Cover B42: The wife published it

[04/11 6:13 pm] Cover B42: This happened few days ago
——————————————
[04/11 8:41 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Pwaaaaaa kkkkk

[04/11 8:46 pm] Sisi Vee: Ok.Is that you with Tween pamaphotos?

[04/11 8:49 pm] Sisi Vee: Ok sisi so apo mune vana venyu naye semhuri handiti?

[04/11 8:50 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Yes

[04/11 8:52 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ndakatoita move on hangu.my kids are safe havo am managing hangu

[04/11 8:52 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ndinaye mukomana wangu asi we dont stay together hedu

[04/11 8:53 pm] Sisi Vee: Really?

[04/11 8:54 pm] Sisi Vee: Kekekekekekeke you have moved on for sure sisi.Chekumirira hapana

[04/11 8:56 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Akanyanyo svotwa neni cc akaona mota pa internet ari ctwn yaitengeswa ku PE ndobva ati mai Sean  ndiwe waida mota ndobva andipa number

[04/11 8:57 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ndaenda kunoona mota iya ndakawana kuna cc vake vane mari yakashota. So ndakaenda na nemufce wangu ndobva ndatenga mota iya

[04/11 8:58 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: So aimbofona achipopota achiti wakadzungaira watengera chikomba mota ndikati dont worry ichoice yangu from there ndokutanga kwe hondo cc

[04/11 9:01 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Rega ndimbogeza hama ndopindura ndauya

[04/11 9:01 pm] Sisi Vee: Ok that makes sense now sisi.Probably akaita shanje

[04/11 9:02 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Aaaaah ndezvekupenga

[04/11 9:02 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Handiti agere nemunhu here

[04/11 9:02 pm] Sisi Vee: Ehe.Okay sisi ndaona baba too.Thank you so much .?Wishing you all the best

[04/11 9:05 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Yu see ndakatengesa mota yangu yekutanga ndichitengesera iye kuti aite ma courses kuti awane basa of which aida kuti ndidonhe so akashamisika ndikatenga imwe

[04/11 9:06 pm] Sisi Vee: Ehe aifunga kuti muchadonha.well done sisi and best wishes .You take care

[04/11 9:09 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Kutora liesence ndakatora neshungu dia nekutsvinya kwaiita baba vaye

[04/11 9:10 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Tatenga mota taiita half half akawana rimwe hure akatama kunogara naro rainzi Rumbi Kumuti.mota usatakura kovana vanodii akati ndokusiira mota une licence here ndikati ko inga  pane mari yangu akati waindipa mari yemita kumusha kwako hakuna hama dzinotambura hre kana ma brothers ako

[04/11 9:11 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Ndakaita shungu cc paakarasiswa naRumbi uya kwakudzoka kumba ndikamutambira back agara one week ndikati sarai nevana ndakuenda ku driving xool ndakanogarako 3weeks ndikatestwa ndikauya ndakabata licence rangu

[04/11 9:13 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Kuroorwa nebenzi kunondipa ma challenge hobho palife yangu dia nokuti pa 15yrs dzedu aiti akatenga chingwa che 10rands taita half half chese chemumba chaibuda pamari yaBlessing aiti ngatiite half half

[04/11 9:13 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Kusvika azosiya zvachose

[04/11 9:14 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Kumuti fees yevana hanzi ndiwe wakandimanikidza kuendesa vana ku english school kana uchida kuti ndibhadhare ngavaende kumusha

[04/11 9:15 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Cc ini kuzvifunga kuti vana vangu vanoita life rudzii ndisiko ndaingoshinga ndichibhadhara

[04/11 9:15 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Even now kumuudza nyaya dzechikoro anoti tel head wacho kuti ndakafa imagine

[04/11 9:15 pm] Sisi Vee: Really.Better makaronga zvenyu sisi nevana and moved on .Makatomira mira zvikafamba .well done

[04/11 9:16 pm] Sisi Vee: Maiwee inga imbwende chaiyo.

[04/11 9:16 pm] Sisi Vee: Maiwee inga imbwende chaiyo

[04/11 9:21 pm] Musvorologist Doreen Chatiza Chiwara: Imagine

14782793158622016-11-04_19-44-131478566485889

14782849833611478566603649