A man was electrocuted as they tried to drain oil at an electricity building in Glenview 8.This is said to have happened near Hoya tuckshop around 2.am.

Sisi Vee investigating established that,

[12/09 11:31 pm] 268: Ndasvikako kuglen view sisi its true zviri kunzi anga ane vamwe saka pavaona kuti ma1 atanga vadedzera kuti mbavha bvavatiza

[12/09 11:32 pm] 268: Ini nasvika police yapavhara vanga vakuda kumhanyisa vanhu

[12/09 11:45 pm] 268: Its true muridzi ane imba iyo atomuona achiti ndibatsireiwo ari mupenyu saka paamhanya kunotora weapon ndopaasvika atofa.

1473709932656