SHARE

So this is how the message came to sisi Vee aka Human Rights Defender Viomak (HRDV) , the woman who has helped so many Zimbabweans to seek justice and have their unspeakable disturbing stories out there in the public.Stories that made many lead miserable lives with no voice to speak on their behalf and help to resolve various problems affecting their lives and others’ lives ,with no one to turn to for an effective listening ear .

“Sisi Vee how are you my sister? Tokumbirawo kumbopinzira chando mu face weGrain Millers Association anonzi Tafadzwa Masarara. Anonzi akabatwa achiita sex mu office yeku Financial Gazette neumwe mukadzi akaroorwa anonzi Maggie Mzungiri weikoko kuFingaz. Murume uyu naMaggie wacho chimbovatyisidzirai pama phone avo nekuti nyaya yacho haina kumira mushe inotyisa. Muface uyu hatonyare kurara nemukadzi wemunhu mu office. Umwe editor akatosiya basa nekuda kwenyaya iyoyo. Masarara uyu ane ma scandal futi number dzake +263772277103 ” wrote a source.

Sis Vee went on to investigate and established that the said woman who did musvo with married Tafadzwa in Fingaz office is also called Maggie Mzumara .Maggie Mzumara who is said be also doing consultancy work has told other sources that she is no longer married. However, Tafadzwa Musarara is still a married man. When contacted for her comment Maggie ignored the message sent to her and so did Tafadzwa who did not respond to a whatsapp message sent to him .

ZANUPF Musarara who is said to be the Grain Millers’ Association of Zimbabwe (GMAZ) chairperson and a well known ZANUPF terrorist and  woman abuser has been involved  in many child maintanence disputes with many women he has battered including  a Cynthia Wozhele who spoke to sisi Vee recently after he denied paternity of a child he fathered with her.

“The maintanence file has since disappeared from the court “,said a source.

Speaking to sisi Vee, Cynthia battered below said ,

05/09/2016, 6:26 pm – Cynthia Wozhele: Tafadzwa uyu akafurirwa, but akamufurira wacho haana kunge akamuudza kuti akanga atombobvuma responsibility because ndiye akatonditengera preparation nekubhadhara mari dzese dzeku hospital, chero Gynaecologist ndiye aibhadhara, mwana ndiye akapa zita. Akazongochinja pandakataura zve Birth certificate because aiti haadi kuti mwana uyu ashandise surname yake, ndopazvakatangira kusvika aakuti mwana haasi wangu kwakutozondirova

05/09/2016, 6:28 pm – Cynthia Wozhele: Hanzi Supa Mandiwanzira ndozvaanoita, he denies paternity saka ndiye akazochinjisa Tafadzwa. Uyu Tafadzwa anga atosvika pakuda kundiuraya because vaida kumurongera kapost muZanu PF zvikanzi ini ndaakuda kumutadzisa nekumuvhurira ma Court files

05/09/2016, 6:32 pm – Cynthia Wozhele: So the idea yanga iri yekuti munhu ne file rake vese vashaike. Pasare pasina kana evidence

05/09/2016, 6:34 pm – Sisi Vee: Zvakaoma.Utsinye hwemazanu is well recorded sisi.hakusi kwekutambira .munofira mahara.

05/09/2016, 6:34 pm – Cynthia Wozhele: Saka pavakazonditumira munhu inini ndanga ndatoudzwa kare,

05/09/2016, 6:36 pm – Cynthia Wozhele: Munhu uyu akanditi huya mu town tisangane for lunch, ndikabva ndati handikwanise. iii ndakanzwa kutya. Kune vanhu vari evil and unofira zvisina kana basa. Mahara

05/09/2016, 6:39 pm – Cynthia Wozhele: Kufira kuti munhu awane post muZanu PF

05/09/2016, 6:46 pm – Cynthia Wozhele: Kwavari hupenyu hwevamwe hauna basa. I was shocked when someone I thought was my friend turned against me , zvikanzi ndiwe urikuudza vanhu nyaya dza Tafadzwa manje make sure you are safe kwauri ikoko. Ini yowe, ndopandakabva ndachinja number. Mwana wangu ndakamuendesa kwaasingazive ndanzwa kuti anogona kubiwa akanotengeswa kwausingafe wakamuwana zvino iiiiii , mwana wangu ndinomuda haana mhosva ?? Kwaari ikoko ndoziva kuti ari safe, hapana chinomuwana. Month end, if all goes well ndonomuonawo

img-20160903-wa0019

1472926360284 1472921301707