“How are vaMusvo,pliz publish this man his real name Trymore Pirukayi,rekushandira vanhu rekumasowe Madzibaba Ginastio.

Murume uyu is a robber anoita chiporofita chenhema achibhadharisa vanhu mari yakawanda kwazvo pamwe nekunyenga vakadzi achinyepa kuti anoda kuroora nekuti haana mukadzi wake akafa neaccident.

Murume uyo ndisatani Muroyi chaiye akabva kuZimbabwe ndokuuya munomuDurban kuzobira vanhu mari dzavo nekuporofita nhema anogara muHarare sangano rake rinova anoriitira kwaMachipisa l think.

Pliz people beware of this man.l have fallen a victim akandishandisa achindinyepera achihwanda nechiporofita chake chenhema.Akasvika pakundivenganisa nemuroora wangu achitaura nhema

Ndoda nyika izive pamsoro pemunhu uyu and they must beware of this devil mbavha inoda kungodya zvaisina kushandira.Murume uyu anoshandiswa nasatani.

Ikozvino akatiza mudurban akasiya anyepera vanhu nekuba mari dzavo ndokuenda kuzimbabwe.

Ndirikurwadziwa chaizvo nezvandakaitwa nemurume uyu.Muporofita wenhema uyo achitamba….”

Victim.

Video

 

 

1466680077567 1466680252435 1466680407892 1466680534450