A Zimbabwean in Cape Town,Sibongile Msipa has been accused of spreading HIV knowingly: Victim
————————————————–
27/02/2016, 6:53 pm – HIV Victim: Hie sisi Vio are you free ?

27/02/2016, 6:54 pm – HRDV: Hello love.Kuri sei.Am never free so lets talk

27/02/2016, 7:03pm -HIV Victim : Ok ndine nyaya yeumwe musikana handina kumbomunyenga but takangoita ma friends , from whatsapp grp chat , then she visited me kumba kwangu akasvika around 4pm achiziva kuti haazowane transport yekudzokera kumba kwake then tikarara tese , tikaita bonde necondom but second round akati anoda nyoro akati ari HIV negative akandiratidza mamwe maresult so then tikaita nyoro then after 4months ndakarwara ndikanotestwa HIV ndikaonekwa ndiri positive and hakuna umwe wandakarara naye kunze kwake .

Pandakamubvunza nezvazvo akandishaudha akanditi wakatondipa mimba ndipe mari yekuchengeta mwana achitaura mastories and after 7months akati azvara mwana wangu but ndakamuti hande kuma tests akatsika tsika and then ndikamuti ndokusungisa kuti wakandipa HIV akati ndobva ndafonera Home Affairs ndovaudza kuti kubasa kwenyu maZimba mune zvidhura zvemawork permits saka siyana nenyaya iyoyo and she threatened me kuhire vanhu vanondipfura nepfuti .

So patakaramba tichinetsana she blocked me saka from the day randakapinda mugroup menyu ndange ndakamirira kuti ndigadzirise fon yangu ine machats andaitaura naye but ndaenda nayo nhasi yanzi R1800 kuchinjwa touch so i cant afford it that’s y ndati ndikuudzei kuti mungandibatsirawo sei.Ndine number dzake but akandiblocker ndine number dza bhudhi vake handisati ndambotaura navo , ainyepa kuti ane 21yrs but iye ane ,28 nemwana 1 apa aka facker nhumbu akuti azvara mwana wangu zvese nema pics ake ndinawo .

Now ari kudanana neumwe mkomana wechidiki obvious akatopihwawo chirwere mkomana iyeye. I’m still in pain abt that lady zvaakandiita but munhu angakwanisa kutaura kwaari ibro yake iri muno muCape town.

27/02/2016, 7:08 pm – HRDV: Ok.Thank you so much for speaking out.Nditumirei full name yake and images nephone number yake.

27/02/2016, 7:10 pm HIV Victim: Sibongile Msipa +27845997937

27/02/2016, 7:11 pm – HRDV: Muzimbabwean handiti

27/02/2016, 7:11 pm – HIV Victim: Ehe muzimbabwean.Uyo akabata mwana , anonzi Winnie Msipa aripa ,mwana uyo ndiye ainzi mwana wangu.

27/02/2016, 7:20 pm – HRDV: So do you want to sue her or what?

27/02/2016, 7:21 pm – HIV Victim: Yes i wnt to sue her , even nepa fb cz she is spreading hiv to young boys.: Anonyengwa muma grp then ofambira that guy voita nyoro ofaker nhumbu then after 7 months musingaonane ozoti ndazvara mwana premature , wosenderwa ma piks ethat baby onzi ndiye mwana wako. my other friend wemu grp akambondibvunza kt uchiri kuziva sibo here ndiri kumutsvaga akati raive babe rake bt pane zvakaitika , if i get contact ye friend yangu yeye wil gv u momubvunza achataura the same story.

27/02/2016, 7:35 pm – HRDV: Ok .leave it with me hanzvadzi.Thank you once again for speaking up .Muri kuzvibatawo here hanzvadzi.Plus to sue her you will need to prove that you were negative before meeting her.

27/02/2016, 7:40 pm – HIV Victim: Hongu ndiri kuzvibata ndiri kunwa mapills. I never hv sex without a condom kunze kwake.Basa rake kudya vanhu mari achinyepera nhumbu nekupa chirwere .true speaking ini mari yandakamupa its abt 300r bt aitoda mari yakawanda achiti yepreparation
……
27/02/2016, 8:04 pm – HRDV: Which part of SA yaari kugara?

27/02/2016, 8:04 pm – HIV Victim: Cape town. Nepaigara ndopaziva bt akati akatama i dnt noe if it true , cz ini ndogara 132km away from cape town.

27/02/2016, 8:10 pm – HRDV: Ok .leave it with me hanzvadzi.Best wishes.

27/02/2016, 8:12 pm – HIV Victim: Ok thanks.

27/02/2016, 8:13 pm – HIV Victim: Dai ndakakuudzai kudhara bt ws waitin for my fon to fix it then ndosenda ari ma screenshots

27/02/2016, 8:18 pm – HRDV: Ok no worries.info iyoyi is enough.

27/02/2016, 8:19 pm – HIV Victim: Ok

14566045831281456600613262IMG 20160227 WA0020