SHARE

By HRDV

A very big thank you to our Zimbabwe Police Force .That was very fast . Well done .I am very humbled that you even went out of your way to phone me from Zimbabwe .Thank you so much.To all those who helped in various ways and are still helping thank you so much.Mother contacted me today and we talked .She is kindly asking for US$280 for legal costs.I then suggested US$500 or more fellow Zimbabweans.May you please find it in your hearts to help her out. The father paid a lawyer for the girlfriend to speak against his child.Your help will be greatly appreciated .I am also kindly asking those I have helped out in various ways for free to appreciate what I have done for you by giving mother US$10.00 on my behalf.Your understanding will be greatly appreciated .Thank you so much fellow Zimbabweans.

———————————————

25/02/2016, 3:42 pm – Child Mother: Hello Sisi Vee its amai …………

25/02/2016, 5:59 pm – HRDV: Hello amai ……….Thank you so much.Muri sei nemwana.Zvaapapi

25/02/2016, 6:03 pm – HRDV: Aripi Tafadzwa

25/02/2016, 6:04 pm – Child Mother: Tazoenda ku court nhasi saka anga achiri muremand vamupa bail whilst they await her blood tests and ababa vemwana as well.

25/02/2016, 6:04 pm – Child Mother: Akaita negative the case shall be adjourned for 3 months window period.

25/02/2016, 6:05 pm – Child Mother: Akaita positive then hmmm zvava zvimwe.

25/02/2016, 6:06 pm – Child Mother: Kune vafona vachiti ndiite go fandi page. Zvino handizivi zvinoita sei hanzi zvinobatsira kuwana mari yema legal costs.

25/02/2016, 6:10 pm – HRDV: Thank God…….. Go fund me ehe iplatform yefundraising but I don’t think it’s good because mari inopinda muaccount memunhu ari kunze kwenyika .Kana masvika pakuda malegal costs dont worry about it munonditaurira ndoita public appeal mari youya direct muaccount yenyu as bank deposits neecocash.

25/02/2016, 6:12 pm – Child Mother: Hooo horaiti asi chero imwi mukaivhura go fandi page hazvina mhosva nekuti makatendeka

25/02/2016, 6:12 pm – Child Mother: Ndambofonerwa ne anonzi Chris .

25/02/2016, 6:12 pm – Child Mother: Ati munomuziva ndikutaurireyi kudaro.

25/02/2016, 6:14 pm – Child Mother: Public appeal yakaita sei.

25/02/2016, 6:15 pm – Child Mother: Nhasi kwauya ma journalists

25/02/2016, 6:20 pm – HRDV: Kekekekekekekekekeke matoona kutendeka kwangu handiti .Zvinofadza.Ndakatendeka zvekuti papublic funds ndinotogara ndichifumura vanoba.Ndaigona kuvhura Go Fund me but ine tsvina mamwe maZimbabweans ari kuishandisa kubira vanhu mari saka handidi kuti zita rangu ripinde mutsvina idzodzo.Public appeal yandiri kutaura munondipa mabank details ekuisa mari neecocash account then ndofambisa muvanhu to deposit. Chris afona God bless him ndiJesu chaiye paari. Anobatsira zvekuti.Ok ndabata why you need legal representation as of now.

25/02/2016, 6:22 pm – Child Mother: Kkkkk Mandisetsa first laugh or smile in days

25/02/2016, 6:22 pm – Child Mother: Horaiti ndichatumira ma details

25/02/2016, 6:25 pm – HRDV: Kekekekekekekeke .Public appeal ndinoona vanhu vachitobatsira zvekuti nyaya yakabata vakawanda. Tsvagai lawyer kana kuti ndomubatsira kutsvaga lawyer otaura mari yebasa omupa quotation monditumira image yequotation them mondipa madetails ebank neecocash then ndotanga appeal.

25/02/2016, 6:25 pm – Child Mother: Ecocash 00263771565704/ POSB 500000689280

25/02/2016, 6:26 pm – Child Mother: Lawyer ariko asi ndakatadza kubhadhara mari yaidiwa asi baba …….vaunza lawyer ravo kuti rimirire musikana wavo.

25/02/2016, 6:27 pm – Child Mother: Ah chinhu chinonzi hupenyu Mwari oga ndiye anoziva.

25/02/2016, 6:28 pm – HRDV: Inga ibenzi remunhu .vanofunga kuti girlfriend is more important than mwana wawo.Maita basa madetails. Saka tiri kuda kutsvaga mari kuitira pamuri kudzoka kucourt within 3 months handiti then mari youngana izvozvi handiti?

25/02/2016, 6:30 pm – Child Mother: Tine court on Monday, Tuesday and Thursday then in April.

25/02/2016, 6:31 pm – HRDV: Really?Ok.Saka lawyer ati marii for the 3 days?

25/02/2016, 6:32 pm – HRDV: ….Then April .

25/02/2016, 6:34 pm – HRDV: Zita repapost office toshandisa ripi?

25/02/2016, 6:36 pm – Child Mother: US$280 for now then in April handina kuzobvunza hangu.

25/02/2016, 6:36 pm – Child Mother: POSB itori bank

25/02/2016, 6:37 pm – Child Mother: Sihle T Harry

25/02/2016, 6:37 pm – Child Mother: Ndirimunyasarande handisi mukaradhi

25/02/2016, 6:40 pm – Child Mother: Hamundiziwe ndini uyo na…….. photo.

25/02/2016, 6:40 pm – HRDV: Kekekekekekeke ndanga ndaakuda kutobvunza.Inga ishoma mari.Ok regai ndiite tione. Ndichaisawo us50 yangu. Ndinokwanisa kuisa yese ndega but ndinoda kuti maZimbabweans tijaire kuita muonerapamwe. Ndichangoti US$500 kuitira matransport costs enyu.

25/02/2016, 6:40 pm – Child Mother: IMG-20160225-WA0002.jpg (file attached)

25/02/2016, 6:41 pm – Child Mother: Ndinotenda munhu waShe.

25/02/2016, 6:41 pm – Child Mother: Mwari vawedzere pamunenge mabvisa.

25/02/2016, 6:42 pm – HRDV: Mafemerwa kekekekekeke ndanga ndaakuda kuti nditumireiwo pikicha .mazvita.Munhu wese ihama yako.you are welcome .saka regai nditange basa reappeal izvozvi.

25/02/2016, 6:43 pm – HRDV: Munokwanisa kutora western union here yangu ndiise ikoko mangwana.

25/02/2016, 6:43 pm – Child Mother: Kkkkkk thank you my sister

25/02/2016, 6:43 pm – Child Mother: Hongu ndinokwanisa

25/02/2016, 6:45 pm – HRDV: You are welcome zvinotondifadza kubatsira kekekekekeke.Ok saka ndoisa mangwana moitora saturday.Mangwana ndomunyorera western union number to collect.Will update you mangwana mai ……….murare zvakanaka.Mwari wamuitire nyasha.

25/02/2016, 7:31 pm – Child Mother: Ok good night

25/02/2016, 7:31 pm – Child Mother: Thank you my sister

appeal