“Pane murume anonzi Andrew Bwanya anetsa muEdenvale ,South Africa nekubata vanhu vekumusha kunge varanda.Murume uyu ndiarea manager pacompany inonzi Vee3 combination yeSteers and Debonazer .Cashier wese awuya anomumanikidza kurara naye ukaramba basa rapera.Vazhinji vanomuziva nenyaya yemukadzi wemunhu waakatora aiseenza pa Street Cafe achirara naye murume wacho akazvibata akawuraya mukadzi wake.

Vakadzi vaamitisa vekumusha vakawanda ende arikuzadza chirwere,TC chitengu akapihwa mwana akasiyiwa MK,NZ,vakawanda but nyaya yanyanyorwadza vanhu ndeye driver akafa , Andrew akafamba mashop ese achitora mari yenhamo yakasvika kuma R20 000 asi akapa mukoma wemufi R4500 imwe akatora.Please batsirai vanhu vapera isai nemapics ake vana vazhinji vari kubva kumusha vapera .Ari kukwira vanhu nekupa chirwere.ndatenda.”