Blabbermouth saying a couple got stuck while doing musvo

” Yava batai batai mumusha weWaterfalls muna Masocha pasangano re Johanne masowe echishanu panotungamirwa namadzibaba bhenji vechidiki .Eunice Madhambure ane makore 24 ekuberekwa akaenda pasowe iro riri muwarterfalls achida kubvunzira kwaive nemurume wake Sydney Mare aive nemazuva asiri kurara pamba ndopaataurirwa namadzibaba bhenji kunzi murume wako ari mulodge muroom 12 .Mukadzi akakumbira kuvabata ndopaazotenga key madzibaba ndokumuti kiya. Murume ndokunamiririra nemusokana anonzi Lucia anova muvakidzani wavo .Mukuru welodge ndiye wazophona. Kutaura kuno vatakurwa kuendeswa kumasowe varume musahure zvakaoma” .